
Gemma Griffiths – Yahweh
zvakaoma pasina iwe
zvasiyana pasina iwe
I wish Ndakuona rimwe zuva
What I’d give Tipiwe imwe nguva
Ooo Ndai Ndaka ziva
Ooo Zuva rekuguma
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
(Yahweh, Yahweh)
Dai ndine mapapiro
Kudai ndine mapapiro
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Rimwe zuva ndaizo bhururuka ndokuona
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Rimwe zuva ndaizo bhururuka ndokuona
Dai ndaizo bhururuka ndokuona
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
Ndakumbira
(Yahweh)
Ndaida ndikuone Zvekare
(Yahweh)
(Yahweh, Yahweh)
(Yahweh, Yahweh,
Yahweh, Yahweh)
[Gemma Griffiths – Yahweh Lyrics]